Mateo 1:18 BDMCS

18 Uku ndiko kuberekwa kwakaitwa Jesu Kristu: Maria, mai vake vainge vatsidzirwa kuroorwa naJosefa, asi vasati vagara vose, achiri mhandara, akaonekwa ava napamuviri nokuda kwaMweya Mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 1

Maonero Mateo 1:18 akapoteredza