Mateo 1:19 BDMCS

19 Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 1

Maonero Mateo 1:19 akapoteredza