Mateo 1:20 BDMCS

20 Asi achiri kufunga nezvenyaya iyi, mutumwa waIshe akauya kwaari mukurota akasvikoti, “Josefa, mwana waDhavhidhi, usatya kutora Maria somukadzi wako nokuti pamuviri paava napo akapabata nokuda kwesimba raMweya Mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 1

Maonero Mateo 1:20 akapoteredza