Mateo 13:17 BDMCS

17 Nokuti, ndinokuudzai chokwadi kuti vaprofita vazhinji navanhu vakarurama vaida kuona zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona, nokunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:17 akapoteredza