Mateo 2:22 BDMCS

22 Asi paakanzwa kuti Arikerao akanga otonga muJudhea panzvimbo yababa vake Herodhi, akatya kuendako. Akati ayambirwa mukurota, akabva aenda kudunhu reGarirea,

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:22 akapoteredza