Mateo 2:23 BDMCS

23 uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:23 akapoteredza