Mateo 2:8 BDMCS

8 Akavatuma kuBheterehema akati, “Endai mundotsvakisisa mwana uyu. Kana muchinge mamuwana, mugondizivisawo kuitira kuti neniwo ndigoenda kundomunamata.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:8 akapoteredza