Mateo 2:9 BDMCS

9 Mushure mokunge vanzwa zvainge zvataurwa naMambo, vakapfuurira mberi norwendo rwavo, uye nyeredzi yavakanga vaoona kumabvazuva yakavatungamirira kusvikira yandomira panzvimbo paiva nomwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:9 akapoteredza