Mateo 20:10 BDMCS

10 Saka pakasvika vaya vakanga vatanga kushanda, vakatarisira kupiwa zvakawanda. Asi mumwe nomumwe wavo akapiwa dhinari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 20

Maonero Mateo 20:10 akapoteredza