Mateo 21:12 BDMCS

12 Jesu akapinda munzvimbo yetemberi akadzinga vose vaitenga nokutengesa. Akapidigura tafura dzavaitsinhanha mari nezvigaro zvavaitengesa njiva.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:12 akapoteredza