Mateo 21:13 BDMCS

13 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:13 akapoteredza