Mateo 21:19 BDMCS

19 Achiona muonde pedyo nomugwagwa, akatsaukira pauri asi haana kuwana chinhu pauri kunze kwamashizha. Ipapo akati kwauri, “Ngakurege kuva nemicherozve pauri!” Pakarepo muti uya wakabva wasvava.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 21

Maonero Mateo 21:19 akapoteredza