17 Tiudzei zvino kuti imi, munoti kudini? Zvakanaka here kutera mutero kuna Kesari kana kuti hazvina?”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22
Maonero Mateo 22:17 akapoteredza