Mateo 22:3 BDMCS

3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22

Maonero Mateo 22:3 akapoteredza