Mateo 22:4 BDMCS

4 “Ipapo akatumazve vamwe varanda achiti, ‘Taurirai vose vakakokwa kuti ndagadzirira mabiko: Ndabaya nzombe nemombe dzakakodzwa uye zvose zvagadzirirwa. Uyai kumutambo wesvitsa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22

Maonero Mateo 22:4 akapoteredza