Mateo 22:42 BDMCS

42 “Munofungei nezvaKristu? Mwana waani?” Vakapindura vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22

Maonero Mateo 22:42 akapoteredza