Mateo 27:64 BDMCS

64 Saka rayirai kuti guva rake richengetedzwe kwazvo kusvika pazuva retatu. Zvimwe vadzidzi vake vangauye vakaba mutumbi wake vakaudza vanhu kuti akamutswa kuvakafa. Kunyengera kwokupedzisira uku kuchaipa kukunda kwokutanga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 27

Maonero Mateo 27:64 akapoteredza