Mateo 6:1 BDMCS

1 “Chenjerai kuti murege kuita ‘mabasa enyu okururama’ pamberi pavanhu kuti muonekwe navo. Kana mukaita saizvozvo, hamuzovi nomubayiro kuna Baba venyu vari kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:1 akapoteredza