Mateo 6:2 BDMCS

2 “Saka kana mopa kuna vanoshaya, musaridza hwamanda sezvinoitwa navanyengeri mumasinagoge nomumigwagwa kuti vakudzwe navanhu. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:2 akapoteredza