Mateo 6:24 BDMCS

24 “Hapana angakwanise kushandira vatenzi vaviri. Achavenga mumwe uye agoda mumwe, kana kuti achazvipira kushandira mumwe uye agozvidza mumwe. Haungashandire zvose Mwari neMari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:24 akapoteredza