Mateo 6:25 BDMCS

25 “Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, musafunganya nezvoupenyu hwenyu, kuti muchadyei kana kuti muchanwei, kana nezvemiviri kuti muchapfekei. Ko, upenyu hausi hwakakosha here kudarika zvokudya, nomuviri kudarika nguo?

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:25 akapoteredza