Mateo 6:26 BDMCS

26 Tarirai shiri dzinobhururuka, hadzidyari kana kukohwa kana kuisa zvokudya mumatura, asi Baba venyu vari kudenga vanodzipa zvokudya. Imi hamuna kukosha kudzipfuura nokure kwazvo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 6

Maonero Mateo 6:26 akapoteredza