Mateo 8:2 BDMCS

2 Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8

Maonero Mateo 8:2 akapoteredza