Mateo 8:3 BDMCS

3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya akati, “Ndinoda. Chinatswa!” Pakarepo akabva aporeswa maperembudzi ake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 8

Maonero Mateo 8:3 akapoteredza