Ruka 12:45 BDMCS

45 Asi ngatimbotii muranda oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’ ipapo obva atanga kurova varandarume navarandakadzi, agotanga kudya nokunwa uye agodhakwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 12

Maonero Ruka 12:45 akapoteredza