Ruka 20:19 BDMCS

19 Vadzidzisi vomurayiro navaprista vakuru vakatsvaka nzira yokumusunga pakarepo, nokuti vaiziva kuti akanga ataura mufananidzo uyu pamusoro pavo. Asi vakanga vachitya vanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:19 akapoteredza