Ruka 20:20 BDMCS

20 Vakaramba vachimucherechedza, vakatuma vasori, vakanga vachinyepedzera kuva vakatendeka. Vakanga vane tariro yokuti vamubate iye Jesu pachinhu chaanenge ataura kuitira kuti vagomuisa kusimba noutongi hwomubati.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:20 akapoteredza