Ruka 20:21 BDMCS

21 Saka vasori vakamubvunza vachiti, “Mudzidzisi, tinoziva kuti munotaura uye munodzidzisa zvakarurama, uye kuti hamusi mutsauri wavanhu asi munodzidzisa nzira yaMwari zviri maererano nezvokwadi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:21 akapoteredza