Ruka 20:25 BDMCS

25 Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.”Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:25 akapoteredza