Ruka 20:26 BDMCS

26 Vakanga vasingagoni kumuteya nezvaakanga ataura ipapo pane vanhu. Vakashamiswa nokupindura kwake, vakanyarara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:26 akapoteredza