Ruka 23:46 BDMCS

46 Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu.” Akati ataura izvi, akabudisa mweya wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23

Maonero Ruka 23:46 akapoteredza