Ruka 23:47 BDMCS

47 Mukuru wezana, akati achiona zvakanga zvaitika, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo uyu anga ari munhu akarurama.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23

Maonero Ruka 23:47 akapoteredza