7 Akati anzwa kuti Jesu akanga ari pasi poutongi hwaHerodhi, akabva amutumira kuna Herodhi, uyo aivawo muJerusarema panguva iyoyo.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23
Maonero Ruka 23:7 akapoteredza