Ruka 23:8 BDMCS

8 Herodhi akati achiona Jesu, akafara zvikuru, nokuti akanga achishuva kumuona kwenguva refu. Kubva pane zvaakanga ambonzwa nezvake, ainge achitarisira kuti amuone achiita zvishamiso.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 23

Maonero Ruka 23:8 akapoteredza