Ruka 24:5 BDMCS

5 Mukutya kwavo, vakadzi vaya vakakotama pasi nezviso zvavo, asi varume ava vakati kwavari, “Seiko muchitsvaka mupenyu pakati pavakafa?

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 24

Maonero Ruka 24:5 akapoteredza