18 Vamwe varume vakasvika vakatakura murume akanga akaoma mutezo parukukwe vakaedza kuti vamupinze mumba kuti vandomuradzika pamberi paJesu.
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5
Maonero Ruka 5:18 akapoteredza