Ruka 5:19 BDMCS

19 Vakati vashayiwa nzira yokupinda nayo nokuda kwokuwanda kwavanhu, vakakwira pamusoro pedenga vakamuburutsa ari parukukwe rwake nepamapfuriro, pakati pavanhu, pamberi paJesu chaipo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5

Maonero Ruka 5:19 akapoteredza