Ruka 7:14 BDMCS

14 Ipapo akaswederako akabata hwanyanza, uye vaya vakanga vakamutakura vakamira. Iye akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:14 akapoteredza