Ruka 7:33 BDMCS

33 Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, ‘Ane dhimoni.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:33 akapoteredza