Ruka 7:34 BDMCS

34 Mwanakomana Womunhu akauya achidya uye achinwa, imi mukati, ‘Houno munhu wamadyo uye chidhakwa, shamwari yavateresi navatadzi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:34 akapoteredza