Vaefeso 2:7 BDMCS

7 kuitira kuti munguva dzinouya aratidze pfuma yake huru yenyasha dzake, zvichiratidzwa muunyoro hwake kwatiri muna Kristu Jesu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 2

Maonero Vaefeso 2:7 akapoteredza