Vaefeso 4:16 BDMCS

16 Kubva maari muviri wose, wakasanganiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nenhengo dzose dzichiusimbisa, unokura uye unozvivaka murudo, sezvo mutezo mumwe nomumwe uchiita basa rawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 4

Maonero Vaefeso 4:16 akapoteredza