Vafiripi 4:10 BDMCS

10 Ndinofara zvikuru muna She kuti pakupedzisira makavandudza hanya yenyu nokuda kwangu. Zvirokwazvo, makanga mune hanya henyu, asi makanga musina mukana wokuti muzviratidze.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:10 akapoteredza