Vafiripi 4:9 BDMCS

9 Zvipi zvazvo zvamakadzidza kana zvamakagamuchira kana zvamakanzwa kubva kwandiri, kana zvamakaona mandiri, itai izvozvo. Uye Mwari worugare ngaave nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:9 akapoteredza