Vagaratia 3:13 BDMCS

13 Kristu akatidzikinura kubva pakutukwa kwomurayiro paakava chakatukwa iye nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:13 akapoteredza