Vagaratia 3:14 BDMCS

14 Akatidzikinura kuitira kuti kuropafadzwa kwakapiwa Abhurahama kugosvika kuvaHedheni kubudikidza naKristu Jesu, kuitira kuti nokutenda tigogamuchira chipikirwa choMweya.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:14 akapoteredza