Vagaratia 3:15 BDMCS

15 Hama dzangu, regai ndipe muenzaniso woupenyu hwamazuva ose. Sezvo pasina munhu angakonesa kana kuwedzera kusungano yakaitwa navanhu kana yakatosimbiswa, zvakadarowo pana izvozvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:15 akapoteredza