Vagaratia 3:16 BDMCS

16 Zvipikirwa zvakataurwa kuna Abhurahama uye nokumwana wake. Rugwaro harutauri ruchiti “uye kuvana,” zvichireva vanhu vazhinji, asi “uye kumwana wako,” kureva munhu mumwe, anova ndiye Kristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:16 akapoteredza