Vagaratia 3:18 BDMCS

18 Nokuti kana nhaka ichiwanikwa nokuda kwomurayiro, naizvozvo haichawanikwi nokuda kwechipikirwa; asi Mwari nenyasha dzake akaipa kuna Abhurahama kubudikidza nechipikirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:18 akapoteredza