Vagaratia 3:19 BDMCS

19 Zvino, chinangwa chomurayiro chakanga chiri cheiko? Wakawedzerwa nokuda kwokudarika kusvikira Mwana akanga achirehwa nechivimbiso asvika. Murayiro wakashanda kubudikidza navatumwa uye nomurevereri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:19 akapoteredza